Online Bible

- Reklamy -

Joshua 18:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi vaRevhi havana mugove wenyika wavanowana pakati penyu nokuti upristi hwaTenzi ndonhaka yavo. Kana vari vokwaGadhi nevokwaRubheni nechimwe chikamu chevokwaManase vakatogoverwa kare nhaka yavo naMosesi muranda waTenzi, kumabvazuva kumhiri kwaJorodhani.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 Nokuti ʋaRevi haʋanomugoʋe pakati penyu; nokuti ʋuprista bgaJehova ndiyo nhaka yaʋo; ɀino ʋaGadi naʋaRubeni, nehafu yorudzi rwaManase ʋakapiwa nhaka yaʋo mhiri kwaJoridani kumabvazuʋa, yaʋakaŋga ʋapiwa naMosesi muranda waJehova.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

7 Nokuti vaRevhi havano mugove pakati penyu; nokuti upristi hwaJehovha ndiyo nhaka yavo; zvino vaGadhi navaRubheni, nehafu yorudzi rwaManase vakapiwa nhaka yavo mhiri kwaJorodhani kumabvazuva, yavakanga vapiwa naMosesi muranda waJehovha.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi vaRevhi havana mugove wenyika wavanowana pakati penyu nokuti upristi hwaTenzi ndonhaka yavo. Kana vari vokwaGadhi nevokwaRubheni nechimwe chikamu chevokwaManase vakatogoverwa kare nhaka yavo naMosesi muranda waTenzi, kumabvazuva kumhiri kwaJorodhani.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 Kunyange zvakadaro hazvo, vaRevhi havawani mugove pakati penyu, nokuti uprista hwaJehovha ndihwo nhaka yavo. Uye Gadhi, Rubheni nehafu yorudzi rwaManase vakapiwa kare nhaka yavo kumabvazuva kweJorodhani. Mozisi muranda waJehovha ndiye akavapa nhaka iyoyo.”

Viz kapitola kopírovat

Joshua 18:7

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy