Joshua 18:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Ngavaikamure muzvikamu zvinomwe. VokwaJudha ngavarambe vari kumaodzanyemba, vokwaJosefiwo vari kwavo kuchamhembe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋanofanira kuiganhura ʋaciita migoʋe minomŋe; ʋaJuda ʋanofanira kugara panyika yaʋo kurutiʋi rwezasi, ʋuye ʋeimba yaJosefa ʋanofanira kugara panyika yaʋo kurutiʋi rwokumsoro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vanofanira kuiganhura vachiita migove minomwe; vaJudha vanofanira kugara panyika yavo kurutivi rwezasi, uye veimba yaJosefa vanofanira kugara panyika yavo kurutivi rwokumusoro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ngavaikamure muzvikamu zvinomwe. VokwaJudha ngavarambe vari kumaodzanyemba, vokwaJosefiwo vari kwavo kuchamhembe. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Munofanira kuganhura kuti iite zvikamu zvinomwe. Judha anofanira kuramba ari munyika yezasi uye imba yaJosefa munyika yokumusoro. Viz kapitola |