Joshua 18:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Joshuwa akataurira vaIsiraeri achiti, “Kusvikira riniko muchingoverengera kudai, musingandotora nyika iyi yamakapiwa naTenzi Mwari wamadzibaba enyu kuti ive yenyu? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Joshua akati kuʋana ʋaIsraeri: Mucanonoka kuȿikira riniko kupinda nokutora nyika, yamakapiwa naJehova Mŋari wamadziɓaɓa enyu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Joshua akati kuvana vaIsiraeri, “Muchanonoka kusvikira riniko kupinda nokutora nyika, yamakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Joshuwa akataurira vaIsiraeri achiti, “Kusvikira riniko muchingoverengera kudai, musingandotora nyika iyi yamakapiwa naTenzi Mwari wamadzibaba enyu kuti ive yenyu? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka Joshua akati kuvaIsraeri, “Muchamirira kusvika rinhiko musati matora nyika yamakapiwa naJehovha Mwari wamadzibaba enyu? Viz kapitola |