Joshua 18:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Muganhu iwoyu unopfuura wakananga kumateru okuchamhembe kweBhetiarabha, kusvikira kunyika yeArabha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 ɀino ndokupfuʋurira kurutiʋi rwakatarisana neAraba, kumsoro, ndokuɓurukira kuAraba; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200218 zvino ndokupfuurira kurutivi rwakatarisana neArabha, kumusoro, ndokuburukira kuArabha; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Muganhu iwoyu unopfuura wakananga kumateru okuchamhembe kweBhetiarabha, kusvikira kunyika yeArabha. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Wakaramba uchienda nokurutivi rwokumusoro kwamateru eBheti Arabha. Viz kapitola |