Joshua 18:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona1 Zvino gungano rose ravaIsiraeri rakaungana kuShiro, rikadzika tendhe rokusanganira ikoko, nyika iyoyo yakanga yatova mumaoko avo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino ʋuŋgano yose yaʋana ʋaIsraeri yakaʋuŋgana paShiro, ikadzika’po tente rokusoŋgana; nyika yakaŋga yakundwa naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino ungano yose yavana vaIsiraeri yakaungana paShiro, ikadzikapo tende rokusangana; nyika yakanga yakundwa navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Zvino gungano rose ravaIsiraeri rakaungana kuShiro, rikadzika tendhe rokusanganira ikoko, nyika iyoyo yakanga yatova mumaoko avo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Ungano yose yavaIsraeri yakaungana paShiro vakadzikapo Tende Rokusangana. Nyika yakanga yava pasi pavo, Viz kapitola |