Joshua 15:63 - Bhaibhiri Idzva rechiShona63 Vedzinza rokwaJudha havana kukwanisa kudzinga vaJebhusi vagari vomuJerusaremu. Saka vaJebhusi ivava vagere nevokwaJudha muJerusaremu kusvikira pari nhasi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 Asi ʋana ʋaJuda ʋakaŋga ʋasiŋgagoni kudziŋga ʋaJebusi ʋakaŋga ʋagere Jerusarema; asi ʋaJebusi ʋakagara Jerusarema pamŋe cete naʋana ʋaJuda kuȿikira nhasi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200263 Asi vana vaJudha vakanga vasingagoni kudzinga vaJebhusi vakanga vagere Jerusaremu; asi vaJebhusi vakagara Jerusaremu pamwechete navana vaJudha kusvikira nhasi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 Vedzinza rokwaJudha havana kukwanisa kudzinga vaJebhusi vagari vomuJerusaremu. Saka vaJebhusi ivava vagere nevokwaJudha muJerusaremu kusvikira pari nhasi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Judha haana kukwanisa kudzinga vaJebhusi vakanga vachigara muJerusarema; nanhasi vaJebhusi vageremo navanhu veJudha. Viz kapitola |