Joshua 15:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Muganhu wayo wokumabvazuva igungwa roMunyu, kunosvika kumadiro aJorodhani. Kuchamhembe, muganhu wayo unotangira kumahombekombe kwegungwa iroro pamadiro aJorodhani, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Muganho wokumabvazuʋa wakataŋga paGuŋgwa roMunyu kuȿikira pamuganho waJoridani. Muganho worutiʋi rwokumsoro wakataŋga apo panopinda nyika muguŋgwa kuȿikira pamugumo waJoridani, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Muganhu wokumabvazuva wakatanga paGungwa roMunyu kusvikira pamuganhu waJorodhani. Muganhu worutivi rwokumusoro wakatanga apo panopinda nyika mugungwa kusvikira pamugumo waJorodhani, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Muganhu wayo wokumabvazuva igungwa roMunyu, kunosvika kumadiro aJorodhani. Kuchamhembe, muganhu wayo unotangira kumahombekombe kwegungwa iroro pamadiro aJorodhani, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Muganhu wokumabvazuva ndiwo Gungwa roMunyu kusvikira kumuromo werwizi rweJorodhani. Muganhu wokumusoro waitangira kugungwa pamuromo weJorodhani, Viz kapitola |