Joshua 15:45 - Bhaibhiri Idzva rechiShona45 Kwaizoti Ekironi notumaguta twaro nemisha yaro yaibvira kuEkironi kusvikira kugungwa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)45 Ekroni, nemisha yaro, nemisha miɗuku yaro; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200245 Ekironi, nemisha yaro, nemisha miduku yaro; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika45 Kwaizoti Ekironi notumaguta twaro nemisha yaro yaibvira kuEkironi kusvikira kugungwa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi45 Ekironi, nenzvimbo dzakaripoteredza nemisha yaro; Viz kapitola |