Joshua 14:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Pamusi iwoyo Mosesi akapika nemhiko achiti, ‘Chokwadi nyika iyoyo yawakatsika norutsoka rwako ichava nhaka yako nezvizvarwa zvako narini narini nokuti iwe wakati kwati naTenzi, Mwari wangu.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Mosesi akapika nomusi uyo, akati: Ɀirokwaɀo, nyika yakatsikwa norutsoka rwako, icaʋa nhaka yako neyaʋana ʋako nokusiŋgaperi, nokuti wakateʋera Jehova Mŋari waŋgu nomŋoyo wako wose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Mosesi akapika nomusi uyo, akati, ‘Zvirokwazvo, nyika yakatsikwa norutsoka rwako, ichava nhaka yako neyavana vako nokusingaperi, nokuti wakatevera Jehovha Mwari wangu nomwoyo wako wose.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Pamusi iwoyo Mosesi akapika nemhiko achiti, ‘Chokwadi nyika iyoyo yawakatsika norutsoka rwako ichava nhaka yako nezvizvarwa zvako narini narini nokuti iwe wakati kwati naTenzi, Mwari wangu.’ Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Saka pazuva iro Mozisi akapika kwandiri akati, ‘Nyika yose yauchafamba pairi netsoka dzako, ichava nhaka yako, navana vako nokusingaperi, nokuti wakatevera Jehovha Mwari wangu nomwoyo wako wose.’ Viz kapitola |