Joshua 14:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi vamwe vangu vandakanga ndaenda navo vakasvikoodza vanhu mwoyo. Asi ini ndakati kwati naTenzi nomwoyo wangu wose. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi hama dzaŋgu dzakaŋga dzakwira neni dzakaʋodza mŋoyo yaʋanhu; asi ini ndakateʋera Jehova Mŋari waŋgu nomŋoyo wose. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Asi hama dzangu dzakanga dzakwira neni dzakaodza mwoyo yavanhu; asi ini ndakatevera Jehovha Mwari wangu nomwoyo wose. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi vamwe vangu vandakanga ndaenda navo vakasvikoodza vanhu mwoyo. Asi ini ndakati kwati naTenzi nomwoyo wangu wose. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 asi hama dzangu dzakanga dzakwidza neni dzakaodza mwoyo yavanhu, nokutya. Kunyange zvakadaro ini ndakatevera Jehovha Mwari wangu nomwoyo wose. Viz kapitola |