Online Bible

- Reklamy -

Joshua 14:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Chakadariso ndechokuti Mosesi akanga atogovera kare nhaka madzinza maviri nechimwe chikamu chedzinza kumhiri kwaJorodhani, vaRevhi chete ndivo vaasina kugovera nhaka pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Nokuti Mosesi wakaŋga apa marudzi maʋiri nehafu nhaka yaʋo mhiri kwaJoridani; asi ʋaRevi haana‐kuʋapa nhaka pakati paʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Nokuti Mosesi wakanga apa marudzi maviri nehafu nhaka yavo mhiri kwaJorodhani; asi vaRevhi haana kuvapa nhaka pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Chakadariso ndechokuti Mosesi akanga atogovera kare nhaka madzinza maviri nechimwe chikamu chedzinza kumhiri kwaJorodhani, vaRevhi chete ndivo vaasina kugovera nhaka pakati pavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Mozisi akanga apa marudzi maviri ane hafu nhaka yawo kumabvazuva kweJorodhani; asi vaRevhi haana kuvapa nhaka pakati pavo,

Viz kapitola kopírovat

Joshua 14:3

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy