Online Bible

- Reklamy -




Joshua 14:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Madzinza mapfumbamwe nechimwe chikamu chedzinza chiya akagoverwa nhaka nechin'ange sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 Ʋakagoʋerwa nhaka yaʋo nemijenya, seɀaʋakarairwa naJehova nomuromo waMosesi, nhaka yamarudzi mapfumbamŋe nehafu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

2 Vakagoverwa nhaka yavo nemijenya, sezvavakarairwa naJehovha nomuromo waMosesi, nhaka yamarudzi mapfumbamwe nehafu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Madzinza mapfumbamwe nechimwe chikamu chedzinza chiya akagoverwa nhaka nechin'ange sokuudzwa kwakaitwa Mosesi naTenzi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 Nhaka yavo yakagoverwa nemijenya kumarudzi mapfumbamwe nehafu yamarudzi, sezvakanga zvaraiyirwa naJehovha kuna Mozisi.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 14:2

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy