Joshua 13:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Asi Mosesi haana kugovera vedzinza rokwaRevhi nhaka, Tenzi Mwari wavaIsiraeri ndonhaka yavo, sezvaakavaudza. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Asi rudzi rwaʋaRevi haruna‐kupiwa nhaka naMosesi; Jehova Mŋari waʋaIsraeri, iye amene, ndiyo nhaka yaʋo, seɀaʋakaʋudzwa naye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Asi rudzi rwavaRevhi haruna kupiwa nhaka naMosesi; Jehovha Mwari waIsiraeri, iye amene, ndiyo nhaka yavo, sezvavakaudzwa naye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Asi Mosesi haana kugovera vedzinza rokwaRevhi nhaka, Tenzi Mwari wavaIsiraeri ndonhaka yavo, sezvaakavaudza. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Asi rudzi rwaRevhi haruna kupiwa nhaka naMozisi; Jehovha, Mwari wavaIsraeri, ndiye nhaka yavo, sezvaakavavimbisa. Viz kapitola |