Online Bible

- Reklamy -




Joshua 13:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Mosesi akagovera nhaka kune chimwe chikamu chevedzinza rokwaManase. Akapa nhaka iyi kune chikamu ichi chevedzinza raManase nemhuri dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Mosesi akapa hafu yorudzi rwaManase nhaka yaʋo; ndiyo yaiʋa nhaka yehafu yorudzi rwaʋana ʋaManase nemhuri dzaʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Mosesi akapa hafu yorudzi rwaManase nhaka yavo; ndiyo yaiva nhaka yehafu yorudzi rwavana vaManase nemhuri dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Mosesi akagovera nhaka kune chimwe chikamu chevedzinza rokwaManase. Akapa nhaka iyi kune chikamu ichi chevedzinza raManase nemhuri dzavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Izvi ndizvo zvakanga zvapiwa hafu yorudzi rwaManase naMozisi, ndiko kuti, kuhafu yemhuri yezvizvarwa zvaManase, mhuri nemhuri:

Viz kapitola kopírovat




Joshua 13:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy