Joshua 13:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona28 Maguta iwaya nemisha iyi ndiyo yaiva nhaka yevedzinza rokwaGadhi nemhuri dzavo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Ndiyo nhaka yaʋana ʋaGadi nemhuri dzaʋo iwo maguta nemisha yawo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Ndiyo nhaka yavana vaGadhi nemhuri dzavo iwo maguta nemisha yawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Maguta iwaya nemisha iyi ndiyo yaiva nhaka yevedzinza rokwaGadhi nemhuri dzavo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Maguta aya nemisha yawo akanga ari nhaka yavaGadhi, mhuri nemhuri. Viz kapitola |