Joshua 13:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona22 Bhiriamu mwanakomana waBheori uya aiita maminimini uya akaurayiwawo navaIsiraeri pamwechete navamwe vavakauraya namapakatwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Barami, mŋanakomana waBeori, muʋuki, naiye ʋo wakaʋurawa nomunondo naʋana ʋaIsraeri pakati paʋamŋe ʋakaʋurawa naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Bharamu, mwanakomana waBheori, muvuki, naiyewo wakaurawa nomunondo navana vaIsiraeri pakati pavamwe vakaurawa navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Bhiriamu mwanakomana waBheori uya aiita maminimini uya akaurayiwawo navaIsiraeri pamwechete navamwe vavakauraya namapakatwa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Kuchiverengwa navaya vakanga vaurayiwa muhondo, vaIsraeri vakanga vauraya nomunondo Bharamu mwanakomana waBheori uyo aiita zvokuvuka. Viz kapitola |