Online Bible

- Reklamy -




Joshua 11:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Joshuwa akaita kwavari zvaakanga audzwa naTenzi. Akatema mabhiza avo matatira, akaroromesa nomoto ngoro dzavo dzehondo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Joshua akaʋaitira seɀaakaŋga arairwa naJehova; akagura marunda amakumbo amabiza aʋo, nokupisa ŋgoro dzaʋo nomŋoto.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Joshua akavaitira sezvakanga arairwa naJehovha; akagura marunda amakumbo amabhiza avo, nokupisa ngoro dzavo nomoto.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Joshuwa akaita kwavari zvaakanga audzwa naTenzi. Akatema mabhiza avo matatira, akaroromesa nomoto ngoro dzavo dzehondo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Joshua akaita kwavari zvakanga zvarayirwa naJehovha: Akatema marunda amabhiza akapisa ngoro dzavo.

Viz kapitola kopírovat




Joshua 11:9

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy