Joshua 10:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Usambovatya zvako nokuti ndatovaisa mumaoko ako. Hakuna nomumwe wavo achagona kumirisana newe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Jehova akati kunaJoshua: Usaʋatya, nokuti ndaʋaisa mumaʋoko ako; hakunomunhu ucagona kumira pamberi pako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya, nokuti ndavaisa mumaoko ako; hakuna munhu uchagona kumira pamberi pako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Tenzi akati kuna Joshuwa, “Usambovatya zvako nokuti ndatovaisa mumaoko ako. Hakuna nomumwe wavo achagona kumirisana newe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Jehovha akati kuna Joshua, “Usavatya; ndavaisa mumaoko ako. Hapana kana mumwe wavo achagona kumira pamberi pako.” Viz kapitola |