Jona 4:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Kuzoti ramangwana acho mambakwedza, Mwari akatuma gonye rikaruma mupfuta uya ukabva wauna. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi nezuʋa rakateʋera Mŋari wakaraira gonye maŋgwanani, rikamunya mucindwe, ukaȿaʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi nezuva rakatevera Mwari akaraira gonye mangwanani, rikamunya muchindwi, ukasvava. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Kuzoti ramangwana acho mambakwedza, Mwari akatuma gonye rikaruma mupfuta uya ukabva wauna. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Asi chifumi chezuva rakatevera Mwari akatuma gonye rikadya muzambiringa uyu zvokuti wakasvava. Viz kapitola |