Online Bible

- Reklamy -




Jona 4:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Jona akabva abuda muguta iroro akandogara kumabvazuva kweguta iri. Akazvigadzirira musasa ikoko. Akagara hake pasi pawo mumumvuri achimirira kuona zvaizowira guta iroro.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Ipapo Jona akaɓuɗa muguta, akandogara kurutiʋi rwamabvazuʋa rweguta, akaɀiʋakira’po musasa, ndokugara’mo mumumvuri, aciti ndigoʋona ɀicaitirwa guta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Ipapo Jona akabuda muguta, akandogara kurutivi rwamabvazuva rweguta, akazvivakirapo musasa, ndokugaramo mumumvuri, achiti ndigoona zvichaitirwa guta.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Jona akabva abuda muguta iroro akandogara kumabvazuva kweguta iri. Akazvigadzirira musasa ikoko. Akagara hake pasi pawo mumumvuri achimirira kuona zvaizowira guta iroro.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Jona akabuda akaenda akandogara pasi kunze kweguta nechokumabvazuva. Ikoko akazvivakira dumba, akagara mumumvuri waro ndokumirira kuti aone zvaizoitika kuguta.

Viz kapitola kopírovat




Jona 4:5

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy