Jona 4:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 TENZI ndokubva ati, “Zvauri kuita izvi zvokushatirwa, zvakanaka here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Jehova akati: Ɀakanaka here ɀawatsamŋa? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Jehovha akati, “Zvakanaka here zvawatsamwa?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 TENZI ndokubva ati, “Zvauri kuita izvi zvokushatirwa, zvakanaka here?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi Jehovha akapindura akati, “Zvakanaka here kuti utsamwe?” Viz kapitola |