Jona 3:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona7 Akabva adaidzira chirevo akachizivisa vanhu muNinivhe yose chokuti, “Nechirevo ichi chatemwa namambo pamwechete novokumba huru; ngaparege kuva nomunhu kana mhuka zvayo kunyange mombe kana chimwe chipfuwo zvacho chinoisa chinhu mukanwa, ngazvirege kana kunwa mvura. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akaraira, akaparidza muNineve rose cireʋo camambo necaʋakuru ʋake, aciti: Ʋanhu kana ɀipfuwo, kana ŋombe kana makwai, ŋgaɀirege kutoŋgoraʋira cinhu, ŋgaɀirege kufura kana kunwa mvura; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akaraira, akaparidza muNinivhe rose chirevo chamambo nechavakuru vake achiti, “Vanhu kana zvipfuwo, kana mombe kana makwai, ngazvirege kutongoravira chinhu, ngazvirege kufura kana kunwa mvura; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akabva adaidzira chirevo akachizivisa vanhu muNinivhe yose chokuti, “Nechirevo ichi chatemwa namambo pamwechete novokumba huru; ngaparege kuva nomunhu kana mhuka zvayo kunyange mombe kana chimwe chipfuwo zvacho chinoisa chinhu mukanwa, ngazvirege kana kunwa mvura. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo akazivisa chirevo muNinevhe, achiti: “Chirevo chamambo namachinda ake: “Musarega munhu kana mhuka, chipfuwo kana gwai, zvichiravira chinhu; musazvirega zvichidya kana kunwa. Viz kapitola |