Jona 3:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Vanhu veNinivhe vakatenda muna Mwari, kukadaidzirwa shoko rokuti vanhu ngavatsanye vapfeke masaga kubvira kuvakuruvakuru kusvikira kuvadikidiki. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ʋanhu ʋeNineve ʋakatenda Mŋari, ʋakatara ŋguʋa yokuɀinyima ɀokudya, ʋakafuka masaga, kubva kuʋakuru pakati paʋo kuȿikira kuʋaɗuku pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Vanhu veNinivhe vakatenda Mwari, vakatara nguva yokuzvinyima zvokudya, vakafuka masaga, kubva kuvakuru pakati pavo kusvikira kuvaduku pakati pavo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Vanhu veNinivhe vakatenda muna Mwari, kukadaidzirwa shoko rokuti vanhu ngavatsanye vapfeke masaga kubvira kuvakuruvakuru kusvikira kuvadikidiki. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Vanhu veNinevhe vakatenda kuna Mwari. Vakatara nguva yokutsanya, uye vose zvavo, kubva kumukuru mukuru kusvikira kumuduku duku vakapfeka masaga. Viz kapitola |