Jona 3:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Mwari paakaona zvavakanga vaita izvi zvokukanda pasi kwavakaita maitiro avo akaipa, akazvidzora akarega kuvaonesa nhamo yaakanga ati achauyisa kwavari. Saka haana kuzozviita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mŋari akaʋona ɀaʋakaita, kuti ʋakatendeʋuka panzira yaʋo yakaipa, Mŋari akaɀiɗemba pamsoro peɀakaipa ɀaakati ndicaʋaitira; akasaɀiita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Mwari akaona zvavakaita, kuti vakatendeuka panzira yavo yakaipa, Mwari akazvidemba pamusoro pezvakaipa zvaakati ndichavaitira; akasazviita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Mwari paakaona zvavakanga vaita izvi zvokukanda pasi kwavakaita maitiro avo akaipa, akazvidzora akarega kuvaonesa nhamo yaakanga ati achauyisa kwavari. Saka haana kuzozviita. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Mwari akati aona zvavakaita uye kutendeuka kwavakaita kubva panzira dzavo dzakaipa, akavanzwira tsitsi akasauyisa kuparadzwa pamusoro pavo sezvaaida kuvaitira. Viz kapitola |