Johane 9:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Jesu akazvinzwa kuti vamutandanisa. Paakamuona akamuti, “Unotenda here muna Mwanakomana womunhu?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Jesu akanzwa kuti ʋamudziŋgira kunze; akati amuwana, akati kwaari: Iwe unotenda kuMŋanakomana waMŋari here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Jesu akanzwa kuti vamudzingira kunze; akati amuwana, akati kwaari, “Iwe unotenda kuMwanakomana waMwari here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Jesu akazvinzwa kuti vamutandanisa. Paakamuona akamuti, “Unotenda here muna Mwanakomana womunhu?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Jesu akanzwa kuti vakanga vamudzingira kunze, uye akati amuwana, akati kwaari, “Unotenda here kuMwanakomana woMunhu?” Viz kapitola |