Johane 9:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Isu tinoziva kuti Mwari akataura kuna Mosesi. Asi zvomunhu uyu, hatizivi kwaanobva.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Tinoziʋa kuti Mŋari wakataura naMosesi; asi uyu hatiziʋi kwaakabva. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200229 Tinoziva kuti Mwari wakataura naMosesi; asi uyu hatizivi kwaakabva.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Isu tinoziva kuti Mwari akataura kuna Mosesi. Asi zvomunhu uyu, hatizivi kwaanobva.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Tinoziva kuti Mwari akataura naMozisi, asi kana ari munhu uyu, hatimbozivi kwaanobva.” Viz kapitola |