Johane 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakavabvunza kuti, “Uyu mwana wenyu here uyu wamungati akaberekwa ari bofu; ko zvaitika sei kuti zvino avakuona?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 ʋakaʋabvunza, ʋaciti: Uyu ndiye mŋanakomana wenyu, wamunoti wakaɓerekwa riri ɓofu here? Ɀino unogoʋona seiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 vakavabvunza, vachiti, “Uyu ndiye mwanakomana wenyu, wamunoti akaberekwa riri bofu here? Zvino anogoona seiko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakavabvunza kuti, “Uyu mwana wenyu here uyu wamungati akaberekwa ari bofu; ko zvaitika sei kuti zvino avakuona?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vakati kwavari, “Mwanakomana wenyu here uyu? Ndiye here wamunoti akaberekwa ari bofu? Seiko ava kuona iye zvino?” Viz kapitola |