Johane 8:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Zvino muMutemo, Mosesi akati tinofanira kutaka namabwe munhu akadai. Zvino imi munoti kudii naye?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino Mosesi wakatiraira pamurairo kuti ʋakadzi ʋakaɗaro ʋatakwe namabge; ɀino imi munoti kuɗiniko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 “Zvino Mosesi akatirayira mumurayiro kuti vakadzi vakadaro vatakwe namabwe; zvino imi munoti kudiniko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Zvino muMutemo, Mosesi akati tinofanira kutaka namabwe munhu akadai. Zvino imi munoti kudii naye?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 MuMurayiro Mozisi akatirayira kuti titake namabwe vakadzi vakadai. Zvino imi munoti kudii?” Viz kapitola |