Johane 8:47 - Bhaibhiri Idzva rechiShona47 Munhu waMwari anonzwa zvinotaurwa naMwari nezvo imi hamuzvinzwi nokuti hamusi vanhu vaMwari.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)47 Uri waMŋari, unonzwa mashoko aMŋari; imi hamunzwi nemhaka iyi, nokuti hamuzati muri ʋaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200247 Ari waMwari, anonzwa mashoko aMwari; imi hamunzwi nemhaka iyi, nokuti hamusiri muri vaMwari.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika47 Munhu waMwari anonzwa zvinotaurwa naMwari nezvo imi hamuzvinzwi nokuti hamusi vanhu vaMwari.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi47 Uyo ari waMwari anonzwa zvinorehwa naMwari. Chinoita kuti murege kunzwa ndechokuti imi hamusi vaMwari.” Viz kapitola |