Johane 8:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Mumhuri, muranda mupfuuri chete, asi mwana ndewemo nokusingaperi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Muranda haagari mumba nokusiŋgaperi; mŋanakomana ndiye unogara nokusiŋgaperi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Muranda haagari mumba nokusingaperi; mwanakomana ndiye anogara nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Mumhuri, muranda mupfuuri chete, asi mwana ndewemo nokusingaperi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Zvino muranda haagari mumhuri nokusingaperi, asi mwanakomana ndiye anogaramo nokusingaperi. Viz kapitola |