Online Bible

- Reklamy -




Johane 8:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Iye akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga nokuti ndinogaroita zvinomufadza.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Wakandituma uneni. Haana‐kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita ŋguʋa dzose ɀinomufadza.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

29 “Akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga; nokuti ini ndinoita nguva dzose zvinomufadza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Iye akandituma aneni. Haana kundisiya ndiri ndoga nokuti ndinogaroita zvinomufadza.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Uyo akandituma aneni; haana kundisiya ndiri ndoga, nokuti ndinogara ndichiita zvinomufadza.”

Viz kapitola kopírovat




Johane 8:29

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy