Johane 8:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona17 Mumutemo wenyu makanyorwa kuti uchapupu hwavaviri ndehwechokwadi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ʋuye mumurairo wenyu makanyorwa, kuti kupupura kwaʋanhu ʋaʋiri ndokwaɀowaɗi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Uye mumurayiro wenyu makanyorwa, kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Mumutemo wenyu makanyorwa kuti uchapupu hwavaviri ndehwechokwadi. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Mumurayiro wenyu makanyorwa kuti kupupura kwavanhu vaviri ndokwechokwadi. Viz kapitola |