Johane 8:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Kunyange dai ndaitonga zvangu, kutonga kwangu ndekwechokwadi nokuti handitongi nokwangu ndoga, asi pamwechete naiye wakandituma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Asi kunyaŋge ndicitoŋga, kutoŋga kwaŋgu ndokwaɀokwaɗi; nokuti handizi ndoga, asi ini naƂaɓa ʋakandituma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Asi kunyange ndichitonga, kutonga kwangu ndokwechokwadi; nokuti handisi ndoga, asi ini nababa vakandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Kunyange dai ndaitonga zvangu, kutonga kwangu ndekwechokwadi nokuti handitongi nokwangu ndoga, asi pamwechete naiye wakandituma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Asi kana ndikatonga, kutonga kwangu kwakarurama, nokuti handisi ndoga. Ndinotonga naBaba, vakandituma. Viz kapitola |