Johane 8:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona10 Jesu akasimudza musoro akati kwaari, “Nhai mudzimai iwe vari kupi vaya? Hakuna neakupa mhosva here?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Jesu akakotoroka; ɀino asiŋgaʋoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari: Mai, ʋaya ʋakupomera mhoȿa ʋaripiko? Hakuna‐wakutoŋga here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Jesu akatwasanukazve; zvino asingaoni munhu, asi mukadzi oga, akati kwaari, “Mai, vaya vakupomera mhosva varipiko? Hakuna akutonga here?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Jesu akasimudza musoro akati kwaari, “Nhai mudzimai iwe vari kupi vaya? Hakuna neakupa mhosva here?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Jesu akatwasuka akati kwaari, “Mai, varipiko vaya vanga vachikupomera mhosva? Hapana akutonga here?” Viz kapitola |