Johane 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Akataura izvi ndokubva asara zvake kuGarirea. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Wakati areʋa iɀoɀo kwaʋari, akagara Garirea. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Akati areva izvozvo kwavari, akagara Gariria. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akataura izvi ndokubva asara zvake kuGarirea. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akati areva izvi, akagara muGarirea. Viz kapitola |