Johane 7:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Jesu akavati, “Nguva yangu haisati yasvika asi kwamuri chero nguva inguva kwayo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ipapo Jesu akati kwaʋari: Ŋguʋa yaŋgu icigere kuȿika; asi ŋguʋa yenyu inogara yakagadzirwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Ipapo Jesu akati kwavari, “Nguva yangu ichigere kusvika; asi nguva yenyu inogara yakagadzirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Jesu akavati, “Nguva yangu haisati yasvika asi kwamuri chero nguva inguva kwayo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Naizvozvo Jesu akati kwavari, “Nguva yangu yakanaka haisati yasvika; asi kwamuri, nguva ipi zvayo yakangonaka. Viz kapitola |