Johane 7:49 - Bhaibhiri Idzva rechiShona49 kusiya vanamunhuwo zvavo ava vasingazivi mutemo uye vane rushambwa ava?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)49 Asi ʋanhu aʋa ʋazhinji, ʋasiŋgaziʋi murairo, ʋakatukwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200249 Asi vanhu ava vazhinji, vasingazivi murayiro, vakatukwa.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika49 kusiya vanamunhuwo zvavo ava vasingazivi mutemo uye vane rushambwa ava?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi49 Kwete! Asi vanhu vazhinji ava vasingatongozivi murayiro, vakatukwa ava.” Viz kapitola |