Johane 7:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona41 Vamwewo vakati, “Uyu ndiye Mesia uyu.” Vamwe vakatiwo, “Mesia anofanira kubva kuGarirea here? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ʋamŋe ʋakati: Uyu ndiye Kristu. Asi ʋamŋe ʋakati: Ko Kristu uŋgabva Garirea here? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200241 Vamwe vakati, “Uyu ndiye Kristu.” Asi vamwe vakati, “Ko Kristu angabva Gariria here? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Vamwewo vakati, “Uyu ndiye Mesia uyu.” Vamwe vakatiwo, “Mesia anofanira kubva kuGarirea here? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Vamwe vakati, “Ndiye Kristu.” Asi vamwe vakati, “Kristu angabva seiko kuGarirea? Viz kapitola |