Johane 7:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona33 Jesu akati, “Ndichangova nemi kwekanguva kadiki; ndozodzokera kune wakandituma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ipapo Jesu akati kwaʋari: Ndiciri nemi ŋguʋa ɗuku, ndigoenda kunowakandituma. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200233 Ipapo Jesu akati kwavari, “Ndichiri nemi nguva duku, ndigoenda kune akandituma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Jesu akati, “Ndichangova nemi kwekanguva kadiki; ndozodzokera kune wakandituma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Jesu akati kwavari, “Ndinongova nemi kwechinguva chiduku, uye mushure maizvozvo ndichazoenda kuna iye akandituma. Viz kapitola |