Johane 7:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Naizvozvo vakada kumusunga. Asi hapana akambomubata nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Naiɀoɀo ʋakatȿaka kumuɓata, asi kwakaŋga kusinomunhu wakaisa ruʋoko kwaari, nokuti ŋguʋa yake yakaŋga isati yaȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Naizvozvo vakatsvaka kumubata, asi kwakanga kusina munhu akaisa ruoko kwaari, nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Naizvozvo vakada kumusunga. Asi hapana akambomubata nokuti nguva yake yakanga isati yasvika. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Ipapo vakaedza kumubata, asi hapana munhu akaisa ruoko paari, nokuti nguva yake yakanga ichigere kusvika. Viz kapitola |