Johane 7:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona26 asi hapana chavari kutaura kwaari, zvinoreva here kuti vakuru vakuru vava kunyatsoziva kuti uyu ndiye Mesia. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Tarirai, unotaura pacena, ʋasiŋgareʋi cinhu kwaari. Ko ʋakuru ʋanoziʋa kwaɀo kanhi kuti ndiye Kristu? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Tarirai, anotaura pachena, vasingarevi chinhu kwaari. Ko vakuru vanoziva kwazvo kanhi kuti ndiye Kristu? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 asi hapana chavari kutaura kwaari, zvinoreva here kuti vakuru vakuru vava kunyatsoziva kuti uyu ndiye Mesia. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Hoyu ari pano, ari kutaura zvake pachena, uye havatauri kana shoko kwaari. Ko, vakuru vatenderana kanhi kuti ndiye Kristu? Viz kapitola |