Johane 7:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Vanhu vakamupindura vachiti, “Une mweya wakaipa iwe! Ndiani arikuda kukuuraya?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ʋanhu ʋazhinji ʋakapindura, ʋaciti: Unomŋeya wakaipa iwe; ndianiko unotȿaka kukuʋuraya? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200220 Vanhu vazhinji vakapindura, vachiti, “Uno mweya wakaipa iwe; ndianiko anotsvaka kukuuraya?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Vanhu vakamupindura vachiti, “Une mweya wakaipa iwe! Ndiani arikuda kukuuraya?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Vanhu vazhinji vakapindura vakati, “Une dhimoni iwe. Ndianiko anoda kukuuraya?” Viz kapitola |