Johane 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Izvozvo, mazuva makuru avaJudha amatumba akanga ava pedyo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino mutambo waʋaJuda wamatumba wakaŋga uri pedyo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Zvino mutambo wavaJudha wamatumba wakanga uri pedyo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Izvozvo, mazuva makuru avaJudha amatumba akanga ava pedyo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Asi Mutambo waMatumba wavaJudha wakati wava pedyo, Viz kapitola |