Johane 6:63 - Bhaibhiri Idzva rechiShona63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)63 Mŋeya ndiye unoraramisa, nyama hainamaturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mŋeya noʋupenyu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200263 Mweya ndiye anoraramisa, nyama haina maturo; mashoko andakataura kwamuri, ndiwo mweya noupenyu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika63 “Mweya ndiwo anopa upenyu; nyama haina maturo. Mazwi andataura kwamuri, mweya noupenyu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi63 Mweya ndiye anopa upenyu, nyama haina chainobatsira. Mashoko andataura kwamuri ndiwo mweya, uye ane upenyu. Viz kapitola |