Johane 6:50 - Bhaibhiri Idzva rechiShona50 Ichi ndicho chingwa chakaburuka chichibva kudenga chokuti anenge achidya haazofa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)50 Ici ndico ciŋgwa, cinoɓuruka kuɗeŋga, kuti munhu acidye, arege kufa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200250 Ichi ndicho chingwa, chinoburuka kudenga, kuti munhu achidye, arege kufa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika50 Ichi ndicho chingwa chakaburuka chichibva kudenga chokuti anenge achidya haazofa. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi50 Asi hechino chingwa chinobva kudenga, chinoti kana munhu akadya haangafi. Viz kapitola |