Johane 6:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona31 Madzibaba edu vakadya mana murenje sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi akavapa chingwa chakabva kudenga kuti vadye.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Madziɓaɓa eɗu akadya mana murenje, seɀaɀakanyorwa, ɀicinzi: Wakaʋapa ciŋgwa cakabva kuɗeŋga, kuti ʋadye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 Madzibaba edu akadya mana murenje, sezvazvakanyorwa, zvichinzi, ‘Akavapa chingwa chikabva kudenga, kuti vadye.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Madzibaba edu vakadya mana murenje sokunyorwa kwazvakaitwa zvichinzi akavapa chingwa chakabva kudenga kuti vadye.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Madzibaba edu akadya mana murenje; sezvazvakanyorwa zvichinzi: ‘Akavapa chingwa chakabva kudenga kuti vadye.’ ” Viz kapitola |