Johane 6:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Saka vakati kwaari, “Ko zvino iwe chiratidzoi chaungaite kuti tione tigotenda mauri; chii chaungaite? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Ɀino ʋakati kwaari: Munoita ciratidzo cipiko, kuti tiʋone, tikutendei? Imi munoɓateiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Zvino vakati kwaari, “Munoita chiratidzo chipiko, kuti tione, tikutendei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Saka vakati kwaari, “Ko zvino iwe chiratidzoi chaungaite kuti tione tigotenda mauri; chii chaungaite? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Saka vakamubvunza vakati, “Muchatiratidza chiratidzo cheiko chatingaona kuti tigokutendai? Muchaiteiko? Viz kapitola |