Johane 6:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ʋanhu ʋazhinji‐zhinji ʋakamuteʋera, nokuti ʋakaʋona ɀiratidzo ɀaaiita kuʋarwere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Vanhu vazhinji-zhinji vakamutevera, nokuti vakaona zviratidzo zvaaiita kuvarwere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Gurumwandira ravanhu rakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakaita pavarwere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 uye vazhinji zhinji vakamutevera nokuti vakanga vaona zviratidzo zvaakanga aita pavarwere. Viz kapitola |