Johane 5:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Ipapo paiva nomumwe murume akarwara kwamakore makumi matatu ana masere. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino kwaiʋa’po mumŋe munhu, wakaŋga aɓatwa nokurwara kwake makore makumi matatu namasere. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Zvino kwaivapo mumwe munhu, akanga abatwa nokurwara kwake makore makumi matatu namasere. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Ipapo paiva nomumwe murume akarwara kwamakore makumi matatu ana masere. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Mumwe murume akanga arimo akanga arwara kwamakore makumi matatu namasere. Viz kapitola |