Johane 5:43 - Bhaibhiri Idzva rechiShona43 Ndakauya ini muzita raBaba vangu asi hamundigamuchiri asi mumwewo akauya muzita rake iyeyo ndiye wamunogamuchira. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)43 Ndakaʋuya nezita raƂaɓa ʋaŋgu, asi hamundigamuciri; kana mumŋe akaȿika nezita rake amene, mucamugamucira iye. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200243 Ndakauya nezita rababa vangu, asi hamundigamuchiri; kana mumwe akasvika nezita rake amene, muchamugamuchira iye. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika43 Ndakauya ini muzita raBaba vangu asi hamundigamuchiri asi mumwewo akauya muzita rake iyeyo ndiye wamunogamuchira. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi43 Ndakauya muzita raBaba vangu, asi hamundigamuchiri; asi kana mumwewo zvake akauya muzita rake, muchamugamuchira. Viz kapitola |